Numeri 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana izvi zvikaitwa kwete nobwoni zvisina kuzivikanwa neungano, ungano yose inofanira kupa hando duku sechipiriso chinopiswa, sezvinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha, nehando yembudzi kuti ive chipiriso chechivi.

Numeri 15

Numeri 15:20-28