Numeri 14:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaAmareki navaKenani vaigara munyika yamakomo vakaburuka vakavarwisa vakavadzingirira kusvikira kuHoma.

Numeri 14

Numeri 14:41-45