Numeri 14:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, nepfungwa dzavo, vakaenda vakananga kunyika yamakomo marefu, kunyange Mozisi asina kuenda uye areka yaJehovha yesungano isina kubviswawo pamusasa.

Numeri 14

Numeri 14:34-45