Numeri 14:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini, Jehovha, ndazvitaura, uye zvirokwazvo ndichaita zvinhu izvi kuungano yose iyi yakaipa, yakabatana pamwe chete kuti indirwise. Vachaperera murenje muno; vachafira muno.”

Numeri 14

Numeri 14:34-44