Numeri 14:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwamakore makumi mana, gore richimirira zuva rimwe nerimwe ramazuva makumi mana amakasora nyika, muchatambudzika nokuda kwezvivi zvenyu uye muchaziva kuti zvinoita sei kuti ini ndirwe nemi.’

Numeri 14

Numeri 14:30-36