Numeri 13:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakaparadzira mashoko akaipa pakati pavaIsraeri pamusoro penyika yavakanga vandosora. Vakati, “Nyika yatakandosora inodya vaya vanogaramo. Vanhu vose vatakaona ikoko vakakura kwazvo.

Numeri 13

Numeri 13:29-33