Numeri 13:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.”

Numeri 13

Numeri 13:25-33