Numeri 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mozisi akapindura akati, “Ko, iwe une godo nokuda kwangu here? Ndinoshuva kuti dai vanhu vaJehovha vose vava vaprofita uye kuti dai Jehovha aisa mweya wake pamusoro pavo!”

Numeri 11

Numeri 11:23-33