Numeri 11:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua mwanakomana waNuni, uyo akanga ari mubatsiri waMozisi kubva paujaya hwake, akataura nesimba akati, “Mozisi, ishe wangu, vadzivisei!”

Numeri 11

Numeri 11:27-35