Numeri 1:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaverengwa kubva kurudzi rwaBhenjamini vaisvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana.

Numeri 1

Numeri 1:28-44