Numeri 1:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kuzvizvarwa zvaBhenjamini:Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba uye zvemhuri dzavo.

Numeri 1

Numeri 1:29-42