Nehemia 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makavapa Mweya wenyu wakanaka kuti uvarayire. Hamuna kuvanyima mana yenyu, uye panyota yavo makavapa mvura.

Nehemia 9

Nehemia 9:13-21