Nehemia 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuda kwengoni dzenyu huru hamuna kuvasiya mugwenga. Shongwe yegore haina kurega kuvatungamirira masikati panzira yavo, shongwe yomoto haina kurega kuvavhenekera usiku panzira yavaifanira kufamba nayo.

Nehemia 9

Nehemia 9:17-26