Nehemia 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vaiva zvizvarwa zvavaIsraeri vakazvitsaura kubva pakati pavatorwa vose. Vakamira panzvimbo dzavo vakareurura zvivi zvavo nezvitadzo zvavo.

Nehemia 9

Nehemia 9:1-8