Nehemia 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi iwoyo, vaIsraeri vakaungana pamwe chete, vachizvinyima zvokudya vakapfeka masaga uye vaine guruva pamisoro yavo.

Nehemia 9

Nehemia 9:1-4