Nehemia 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Makaburuka paGomo reSinai, mukataura navo kubva kudenga. Makavapa mitemo nemirayiro yakarurama neyakanaka, uye mitemo nezvakarayirwa zvakanaka.

Nehemia 9

Nehemia 9:3-15