Nehemia 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makavatungamirira neshongwe yegore masikati mukavatungamirira usiku neshongwe yomoto kuti vavhenekerwe munzira yavaizofamba nayo.

Nehemia 9

Nehemia 9:11-17