Nehemia 7:9-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. zvaShefatia, mazana matatu namakumi manomwe navaviri;

10. zvaAra, mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri;

11. zvaPahati-Moabhu (kubudikidza nokuna Jeshua naJoabhu), zviuru zviviri, namazana masere ane gumi navasere;

12. zvaEramu, chiuru chimwe, china mazana maviri namakumi mashanu navana;

13. zvaZahu, mazana masere namakumi mana navashanu;

14. zvaZakai, mazana manomwe namakumi matanhatu;

Nehemia 7