Nehemia 7:8-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Zvizvarwa zvaParoshi, zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri;

9. zvaShefatia, mazana matatu namakumi manomwe navaviri;

10. zvaAra, mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri;

11. zvaPahati-Moabhu (kubudikidza nokuna Jeshua naJoabhu), zviuru zviviri, namazana masere ane gumi navasere;

Nehemia 7