Nehemia 7:68 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu amabhiza, uye mbongoro mazana maviri namakumi mana neshanu,

Nehemia 7

Nehemia 7:58-73