Nehemia 7:67 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pasina varanda vavo navarandakadzi vavo vaisvika zviuru zvinomwe namazana matatu ana makumi matatu navanomwe; uye vaivazve navarume navakadzi vaiva vaimbi vaisvika mazana maviri namakumi mana navashanu.

Nehemia 7

Nehemia 7:57-69