Nehemia 7:42-47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. zvaHarimu, chiuru chimwe chine gumi navanomwe.

43. VaRevhi: zvizvarwa zvaJeshua (kubudikidza naKadhimieri nokumhuri yaHodhavhia), vaiva makumi manomwe navana.

44. Vaimbi: zvizvarwa zvaAsafi, zana namakumi mana navasere.

45. Varindi vamasuwo: zvizvarwa zvaSherumi, Ateri, Tarimoni, Akubhi, Hatita, naShobhai, zana namakumi matatu navasere.

46. Vashandi vomutemberi: zvizvarwa zvaZiha, Hasufa, Tabhoati,

47. Kerosi, Sia, Padhoni,

Nehemia 7