Nehemia 7:38-41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. vokuSenaa, zviuru zvitatu mazana mapfumbamwe namakumi matatu;

39. vaprista: zvizvarwa zvaJedhaya (kubudikidza nokumhuri yaJeshua), mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu;

40. zvaImeri, chiuru chimwe chete namakumi mashanu navaviri;

41. zvaPashuri, chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mana;

Nehemia 7