Nehemia 7:30-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. vokuRama neGebha, mazana matanhatu namakumi maviri nomumwe chete;

31. vokuMikimashi, zana namakumi maviri navaviri;

32. vokuBheteri neAi, zana namakumi maviri navatatu;

Nehemia 7