Nehemia 7:29-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. vokuKiriati Jearimu, Kefira neBheeroti, mazana manomwe namakumi mana navatatu;

30. vokuRama neGebha, mazana matanhatu namakumi maviri nomumwe chete;

31. vokuMikimashi, zana namakumi maviri navaviri;

32. vokuBheteri neAi, zana namakumi maviri navatatu;

33. vokune rimwe Nebho; makumi mashanu navaviri;

34. vokune rimwe Eramu, chiuru mazana maviri namakumi mashanu navana;

Nehemia 7