Nehemia 7:23-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. zvaBhezai, mazana matatu namakumi maviri navana;

24. zvaHarifi, zana negumi navaviri;

25. zvaGibheoni, makumi mapfumbamwe navashanu.

26. Varume veBheterehema neNetofa, zana namakumi masere navasere;

27. vokuAnatoti, zana namakumi maviri navasere;

28. vokuBheti Azimaveti, makumi mana navaviri;

29. vokuKiriati Jearimu, Kefira neBheeroti, mazana manomwe namakumi mana navatatu;

Nehemia 7