Nehemia 7:21-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. zvaAteri (kubudikidza naHezekia), makumi mapfumbamwe navasere;

22. zvaHashumi, mazana matatu namakumi maviri navasere;

23. zvaBhezai, mazana matatu namakumi maviri navana;

24. zvaHarifi, zana negumi navaviri;

25. zvaGibheoni, makumi mapfumbamwe navashanu.

26. Varume veBheterehema neNetofa, zana namakumi masere navasere;

27. vokuAnatoti, zana namakumi maviri navasere;

28. vokuBheti Azimaveti, makumi mana navaviri;

Nehemia 7