Nehemia 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakatuma nhume kwavari nemhinduro ndichiti, “Ndine basa guru kwazvo randiri kuita, saka handigoni kuburukira kwamuri ikoko. Basa ringamirireiko ini ndichirisiya ndichimbouya kwamuri?”

Nehemia 6

Nehemia 6:1-10