Nehemia 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sanibharati naGeshemu vakatuma shoko kwandiri vakati, “Uya tisangane pano mumwe wemisha iri mubani reOno.” Asi vakanga vachironga kundiitira zvakaipa.

Nehemia 6

Nehemia 6:1-4