Nehemia 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari wangu, rangarirai henyu Tobhia naSanibharati, nokuda kwezvavaita; rangariraiwo muprofitakadzi Noadhia uye noruzhinji rwavaprofita avo vanga vachiedza kundivhundutsa.

Nehemia 6

Nehemia 6:8-17