Nehemia 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga atengwa kuti azondivhundutsira kuitira kuti ndiite chivi nokuita izvi, uye ipapo vagondipa zita rakaipa kuti vandisvibise.

Nehemia 6

Nehemia 6:11-19