Nehemia 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva pazuva iro, zvichienda mberi hafu yavanhu vangu vakashanda basa, asi imwe hafu vakanga vakapakata mapfumo, nhoo, uta uye nenhumbi dzokurwa nadzo. Vabati vakamira mumashure mavanhu vose vokwaJudha,

Nehemia 4

Nehemia 4:14-23