Nehemia 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vavengi vedu pavakanzwa kuti takanga taziva rangano yavo uye kuti Mwari akanga aikonesa, tose takadzokera kurusvingo, mumwe nomumwe pabasa rake.

Nehemia 4

Nehemia 4:8-21