Nehemia 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRevhi vaiva pasi paRehumi mwanakomana waBhani vakamutevera pakugadzira. Parutivi rwake, Hashabhia, mutongi wehafu yedunhu reKeira, akaita mabasa okugadzira panzvimbo yedunhu rake.

Nehemia 3

Nehemia 3:8-23