Nehemia 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamutevera ndiNehemia mwanakomana waAzubhuki mutongi wehafu yedunhu raBheti Zuri, akagadzira kusvikira panzvimbo yakatarisana nemakuva aDhavhidhi kusvikira padziva nokuImba yeMhare.

Nehemia 3

Nehemia 3:12-26