Nehemia 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti havana kundosangana navaIsraeri nezvokudya nemvura asi vakaripira Bharamu kuti avatuke. Kunyange zvakadaro, Mwari wedu, akashandura kutuka kukava ropafadzo.

Nehemia 13

Nehemia 13:1-12