Nehemia 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iroro Bhuku raMozisi rakaverengwa nenzwi guru vanhu vachizvinzwa uye zvakawanikwa zvakanyorwa kuti muAmoni nomuMoabhu havabvumirwi kupinda muungano yaMwari,

Nehemia 13

Nehemia 13:1-3