Nehemia 12:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Saru, Amoki, Hirikia naJedhaya. Ava ndivo vaiva vatungamiri vavaprista pamwe chete nehama dzavo pamazuva aJeshua.

8. VaRevhi vaiti: Jeshua, Bhinui, Kadhimieri, Sherebhia, Judha, uyewo naMatania pamwe chete nehama dzake, aiva mukuru wenziyo dzokuvonga.

9. Bhakibhukia naUni, nehama dzavo, vakamira vakatarisana navo mushumiro.

Nehemia 12