Nehemia 12:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nehama dzake vanaShemaya, Azareri, Mirarai, Girarai, Maai, naNataneri, Judha naHanani nemidziyo yokuimbisa yakarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari. Ezira munyori akavatungamirira ari pamberi.

Nehemia 12

Nehemia 12:33-39