Nehemia 12:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamwe chete navamwe vaprista vaiva nehwamanda, uyewo naZekaria mwanakomana waJonatani, mwanakomana waShemaya, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMikaya, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waAsafi,

Nehemia 12

Nehemia 12:26-36