Nehemia 12:12-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavaprista, pamazuva aJoyakimu: wokwaSeraya, aiva Meraya; wokwaJeremia, aiva Hanania;

13. wokwaEzira, aiva Meshurami; wokwaAmaria, aiva Jehohanani;

14. wokwaMaruki, aiva Jonatani; wokwaShekania, aiva Josefa;

15. wokwaHarimu, aiva Adhina; wokwaMeremoti, aiva Herikai;

16. wokwaIdho, aiva Zakaria; wokwaGinetoni aiva Meshurami;

17. wokwaAbhina, aiva Zikiri; wokwaMiniamini, nowokwaMoadhia, aiva Piritai;

Nehemia 12