Nehemia 12:1-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZorubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira,

2. Amaria, Maruki, Hatushi,

3. Shekania, Rehumi, Meremoti,

4. Idho, Ginetoni, Abhija,

5. Mijamini Moadhia, Bhiriga,

6. Shemia, Joirabhi, naJedhaya.

7. Saru, Amoki, Hirikia naJedhaya. Ava ndivo vaiva vatungamiri vavaprista pamwe chete nehama dzavo pamazuva aJeshua.

Nehemia 12