Nehemia 12:1-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZorubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira,

2. Amaria, Maruki, Hatushi,

3. Shekania, Rehumi, Meremoti,

4. Idho, Ginetoni, Abhija,

5. Mijamini Moadhia, Bhiriga,

Nehemia 12