Nehemia 12:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZorubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira,

2. Amaria, Maruki, Hatushi,

Nehemia 12