Nehemia 10:6-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,

7. Meshurami, Abhija, Mijamini,

8. Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.

9. VaRevhi vaiti: Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri,

10. nehama dzavo: Shebhania, Hodhia, Kerita, Peraya, Hanani,

11. Mika, Rehobhi, Hashabhia,

12. Zakuri, naSherebhia, Shebhania,

13. Hodhia, Bhani Bheninu.

14. Vatungamiri vavanhu vaiva ava: Paroshi, Pahati-Moabhu, Eramu, Zatu, Bhani,

Nehemia 10