Nehemia 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vatungamiri vavanhu vakagara muJerusarema, uye vamwe vanhu vose vakakanda mijenya kuti vasarudze mumwe chete kubva mugumi roga roga kuti andogara muJerusarema, guta dzvene, kwozoti vapfumbamwe vanenge vasara vachizogara mumaguta avo pachavo.

Nehemia 11

Nehemia 11:1-3