Nehemia 10:6-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,

7. Meshurami, Abhija, Mijamini,

8. Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.

9. VaRevhi vaiti: Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri,

10. nehama dzavo: Shebhania, Hodhia, Kerita, Peraya, Hanani,

Nehemia 10