Nehemia 10:5-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Harimu, Meremoti, Obhadhia,

6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,

7. Meshurami, Abhija, Mijamini,

8. Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.

9. VaRevhi vaiti: Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri,

10. nehama dzavo: Shebhania, Hodhia, Kerita, Peraya, Hanani,

11. Mika, Rehobhi, Hashabhia,

12. Zakuri, naSherebhia, Shebhania,

Nehemia 10