1. Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia,
2. Seraya, Azaria, Jeremia,
3. Pashuri, Amaria, Marikia,
4. Hakushi, Shebhania, Maruki,
5. Harimu, Meremoti, Obhadhia,
6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,
7. Meshurami, Abhija, Mijamini,
8. Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.