1. Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia,
2. Seraya, Azaria, Jeremia,
3. Pashuri, Amaria, Marikia,
4. Hakushi, Shebhania, Maruki,
5. Harimu, Meremoti, Obhadhia,
6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,
7. Meshurami, Abhija, Mijamini,
8. Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.
9. VaRevhi vaiti: Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri,
10. nehama dzavo: Shebhania, Hodhia, Kerita, Peraya, Hanani,
11. Mika, Rehobhi, Hashabhia,